{ "app-name": "”me-web?”", "server": "seva (komputa inoshandira midziyo yevamwe vanhu)", "run-your-own-server": "kumhanyisa seva yenyu pachenyu pamba", "check": "ongororo (bhatani: Ongororai)", "test": "muedzo", "internet-connection": "kubatana neindaneti", "provider": "mupi wendaneti", "mobile-operator": "kambani yenhare", "router": "router", "public-address": "kero yeruzhinji", "private-address": "kero dzemumba (dzinoshanda mumba chete)", "address-sharing": "kugovana kero (CGNAT)", "address-translation": "kushandura kero (NAT)", "double-nat": "marouter maviri akatevedzana (double NAT)", "easy-hard-nat": "NAT iri nyore / NAT yakaoma (symmetric NAT)", "port": "musuwo (port)", "open-a-port": "kuvhura musuwo (port forwarding)", "reachable-from-outside": "kusvikika kubva kunze", "relay": "seva yepakati (relay)", "tunnel": "nzira yakasarudzika (tunnel)", "name-server": "seva yemazita (DNS)", "signatures": "masaini edhijitari (DNSSEC)", "reverse-name": "zita rekudzoka (PTR)", "dynamic-dns": "zita rinotevera kero yenyu (dynamic DNS)", "fixed-address": "kero yakatsiga (static) / kero inochinja (dynamic)", "mail-server": "seva yetsamba (email)", "blocklist": "rondedzero yekuvharira", "big-mailboxes": "makambani makuru etsamba", "captive-portal": "peji rekupinda (captive portal)", "hairpin": "kusvika kukero yenyu yeruzhinji muri mumba (hairpin)", "firewall": "rusvingo rwekudzivirira (firewall)", "bridge-mode": "nzira yezambuko (bridge mode)", "speed": "kudhaunirodha / kuapurodha, Mbit/s", "route": "nzira (ping)", "provider-map": "mepu yevapi vendaneti", "technical-sheet": "bepa rehunyanzvi", "findings": "zvakawanikwa", "submission": "zvamakatumira", "publisher": "muburitsi", "fediverse": "masaiti emagariro akazvimirira (fediverse)", "verdicts": "Zvinogoneka / Nenzira imwe / Kwete kubva pano / Hazvizivikanwe", "outcomes": "Zvakanaka / Zvinoda kutariswa / Chipingamupinyi / Hazvizivikanwe / Ruzivo / Tiri kuongorora / Tiri kumirira", "copy": "Kopai / Zvakopwa" }